Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Vatesaronika 2:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye ipapo munhu wokutsauka achazoratidzwa, uyo achaparadzwa naIshe Jesu nokufema kwomuromo wake, achimuparadza nokubwinya kwokuuya kwake.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Vatesaronika 2

Maonero 2 Vatesaronika 2:8 akapoteredza