Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Vatesaronika 1:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Pauro, Sirasi naTimoti,Kukereke yavaTesaronika muna Mwari Baba vedu naIshe Jesu Kristu:

2. Nyasha norugare zvinobva kuna Mwari ivo Baba nokuna Ishe wedu Jesu Kristu.

3. Tinofanira kuramba tichivonga Mwari nguva dzose nokuda kwenyu, hama, uye zvakanaka izvozvo, nokuti kutenda kwenyu kuri kukura zvakanyanya, uye rudo rwamunarwo kuno mumwe nomumwe wenyu rwuri kukura.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Vatesaronika 1