Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Vakorinde 7:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

kwete nokuda kwokuuya kwake bedzi, asiwo nokuda kwokunyaradza kwamakamupa. Akatiudza nezvokundishuva kwenyu, kusuwa kwenyu kukuru, nokuva nehanya kwenyu pamusoro pangu, saka mufaro wangu wakava mukuru kwazvo.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Vakorinde 7

Maonero 2 Vakorinde 7:7 akapoteredza