Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Vakorinde 6:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ko, temberi yaMwari ingatenderana seiko nezvifananidzo? Nokuti tiri temberi yaMwari mupenyu. Sezvakarehwa naMwari, achiti, “Ndichagara pakati pavo ndigofamba navo, uye ndichava Mwari wavo, ivo vagova vanhu vangu.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Vakorinde 6

Maonero 2 Vakorinde 6:16 akapoteredza