Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Vakorinde 5:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

ndiko kuti Mwari akanga achiyananisa nyika kwaari muna Kristu, asingaverengeri vanhu zvivi zvavo. Uye akatipa shoko rokuyananisa.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Vakorinde 5

Maonero 2 Vakorinde 5:19 akapoteredza