Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Vakorinde 5:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka kubva zvino hatitongozivi munhu namaziviro enyika. Kunyange zvedu takaziva Kristu kare nenzira iyi, hatichamuzivi saizvozvo.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Vakorinde 5

Maonero 2 Vakorinde 5:16 akapoteredza