Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Vakorinde 3:15-18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

15. Kunyange kusvikira zuva ranhasi kana Mozisi achiverengwa, chifukidziro chinofukidza mwoyo yavo.

16. Asi kana munhu akatendeukira kuna She chete, chifukidziro chinobviswa.

17. Zvino Ishe ndiye Mweya, uye pane Mweya waShe, pano kusununguka.

18. Zvino isu, vane zviso zvisina kufukidzwa tose tinoratidza kubwinya kwaShe, tiri kushandurwa kuti tifanane naye nokubwinya kunoramba kuchiwedzerwa, kunobva kuna Ishe, anova iye Mweya.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Vakorinde 3