Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Vakorinde 13:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndokusaka ndichinyora zvinhu izvi ndisipo, kuti kana ndauya ndirege kuzoita nehasha pakushandisa simba rangu, simba randakapiwa naIshe kuti ndikuvakei naro, kwete kukuparadzai.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Vakorinde 13

Maonero 2 Vakorinde 13:10 akapoteredza