Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Vakorinde 12:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kuti ndirege kunyanya kuzvikudza nokuda kwoukuru kwazvo hwezvandakazarurirwa, ndakapiwa munzwa munyama yangu, mutumwa waSatani, kuti anditambudze.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Vakorinde 12

Maonero 2 Vakorinde 12:7 akapoteredza