Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Vakorinde 12:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti ndinotya kuti pandichauya kwamuri handingakuwanei muri zvandinoda kuti muve, uye mungandiwana ndisiri zvamunonditarisira kuti ndive. Ndinotya kuti kana ndauya kwamuri zvimwe ndingawana pakati penyu paine gakava, godo, kutsamwa kukuru, kupesana, kucherana, makuhwa, manyawi nenyonganiso.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Vakorinde 12

Maonero 2 Vakorinde 12:20 akapoteredza