Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Vakorinde 1:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino uku ndiko kuzvirumbidza kwedu: Hana dzedu dzinotipupurira: kuti takazvibata nokutendeka kunobva kuna Mwari, munyika uye kunyanya paukama hwedu nemi. Hatina kuita izvi nouchenjeri hwenyama, asi maererano nenyasha dzaMwari.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Vakorinde 1

Maonero 2 Vakorinde 1:12 akapoteredza