Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Timoti 4:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Ishe akamira neni uye akandipa simba, kuti kubudikidza neni shoko riparidzwe zvakakwana uye kuti vaHedheni vose varinzwe. Uye ndakarwirwa kubva pamuromo weshumba.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Timoti 4

Maonero 2 Timoti 4:17 akapoteredza