Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Timoti 4:13-15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

13. Paunouya, uuye nejasi randakasiya naKapasi paTiroasi, uye uuye nebhuku rangu, zvikuru magwaro amatehwe.

14. Arekizanda, mupfuri wendarira, akandiitira zvakaipa zvizhinji. Ishe achamutsiva pane zvaakaita.

15. Newewo umuchenjerere, nokuti akapikisa zvikuru mashoko edu.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Timoti 4