Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Timoti 4:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Ndinokurayira pamberi paMwari naKristu Jesu, achatonga vapenyu navakafa uye pamusoro pokuonekwa kwake noushe hwake kuti:

2. Paridza shoko; ugare wakagadzirira panguva yakafanira kunyange isakafanira; rayira, tsiura, uye ukurudzire nomwoyo murefu zvikuru uye nokudzidzisa zvakanaka.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Timoti 4