Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Petro 3:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Anonyora zvimwe chetezvo mutsamba dzake dzose, achitaura nyaya idzodzi. Tsamba dzake dzine zvimwe zvikukutu kuti zvinzwisiswe, zvinominamiswa navasingazivi uye vanhu vasina simba, sezvavanoita mamwe Magwaro, kusvikira vaparadzwa.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Petro 3

Maonero 2 Petro 3:16 akapoteredza