Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Petro 3:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka zvino, hama dzinodikanwa, sezvo muchitarisira zvinhu izvi, shingairai kuti muwanikwe musina gwapa, musina chamunopomerwa uye muno rugare naye.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Petro 3

Maonero 2 Petro 3:14 akapoteredza