Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Petro 3:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi zuva raIshe richauya sembavha. Matenga achapfuura nokutinhira; zvirimo zvichaparadzwa nomoto, uye nyika nezvose zviri mairi zvichabudiswa pachena.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Petro 3

Maonero 2 Petro 3:10 akapoteredza