Izvozvo zvinoitwa navaya vanotevera kuchiva kwakaora kwomunhu wenyama uye vachizvidza vakuru.Vanhu ava havatyi kutuka zvisikwa zvokudenga, vakashinga uye vanozvikudza;