Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Petro 1:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti akagamuchira kukudzwa nokubwinya kwakabva kuna Mwari Baba pakauya inzwi kwaari richibva kudenga mukubwinya kukuru richiti, “Uyu ndiye Mwanakomana wangu, wandinoda; wandinofarira kwazvo.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Petro 1

Maonero 2 Petro 1:17 akapoteredza