Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Vatesaronika 5:18-21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

18. vongai pazvinhu zvose, nokuti ndiko kuda kwaMwari kwamuri muna Kristu Jesu.

19. Musadzima moto woMweya;

20. musazvidza zviprofita.

21. Edzai zvinhu zvose. Batirirai kune zvakanaka.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Vatesaronika 5