Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Vatesaronika 4:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye kuti pane izvozvi parege kuva nomunhu anotadzira hama yake kana kumutorera chinhu. Ishe acharanga vanhu nokuda kwezvivi zvakadaro zvose, sezvatakakuudzai kare uye tikakuyambirai.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Vatesaronika 4

Maonero 1 Vatesaronika 4:6 akapoteredza