Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Vatesaronika 2:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi, hama, patakanga taparadzaniswa nemi kwechinguva chiduku (pakuonekwa, kwete mupfungwa), mukushuva kwedu kukuru takaedza chose kukuonai.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Vatesaronika 2

Maonero 1 Vatesaronika 2:17 akapoteredza