Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Vakorinde 9:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Munhu wose anopinda mumitambo anozvirovedza zvakaoma. Vanoita izvi kuti vawane korona isingagari; asi isu tinozviita kuti tiwane korona inogara nokusingaperi.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Vakorinde 9

Maonero 1 Vakorinde 9:25 akapoteredza