Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Vakorinde 9:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi handina kushandisa kana imwe yekodzero idzi. Uye handisi kunyora izvi ndine tariro yokuti muchandiitira zvinhu zvakadai. Zviri nani kuti ndife zvangu pano kuti mumwe munhu anditorere chinhu ichi chandinozvirumbidza nacho.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Vakorinde 9

Maonero 1 Vakorinde 9:15 akapoteredza