Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Vakorinde 4:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Matova nezvose zvamunoda kare! Makatopfumiswa kare! Mava madzimambo, uye isu tisipo! Ndinoshuva sei kuti dai makava madzimambo kuitira kuti tigova madzimambo pamwe chete nemi!

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Vakorinde 4

Maonero 1 Vakorinde 4:8 akapoteredza