Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Vakorinde 4:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino, hama dzangu, ndakaita zvinhu izvi kuupenyu hwangu uye nokuna Aporo nokuda kwenyu, kuitira kuti mudzidze kubva kwatiri zvinoreva chirevo chokuti, “Usaita zvinopfuura zvakanyorwa.” Ipapo hamungazvikudzi pamusoro pomumwe munhu muchimuenzanisa nomumwe.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Vakorinde 4

Maonero 1 Vakorinde 4:6 akapoteredza