Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Vakorinde 3:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Hama, ndakanga ndisingagoni kutaura nemi savanhu vomweya asi savanhu venyama, vacheche zvavo muna Kristu.

2. Ndakakupai mukaka, kwete zvokudya zvikukutu, nokuti makanga musingagoni kudya. Zvirokwazvo, hamusati mava kugona kudya nazvino.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Vakorinde 3