Asi Mwari akazviratidza kwatiri isu noMweya wake.Mweya anonzvera zvinhu zvose, kunyange nezvakadzika zvaMwari.