Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Timoti 6:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Avo vana vatenzi vanotenda ngavarege kuvazvidza nokuda kwokuti ihama. Asi kutoti vanofanira kuvashumira zviri nani, nokuti vaya vanobatsirwa nebasa ravo vatendi, uye vadikanwi kwavari. Izvi ndizvo zvinhu zvaunofanira kuvadzidzisa uye nokuvarayira.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Timoti 6

Maonero 1 Timoti 6:2 akapoteredza