Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Timoti 6:19-21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

19. Vachazviunganidzira pfuma senheyo yakasimba kunguva dzinouya, kuti vagobatisisa upenyu hunova upenyu kwechokwadi.

20. Timoti, chengeta icho chawakapiwa. Furatira unhu husina umwari nepfungwa dzinopikisa, dzezvinonzi pakutaura kwenhema zivo,

21. idzo dzakapupurwa navamwe uye nokudaro vakatsauka kubva pakutenda.Nyasha ngadzive newe.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Timoti 6