Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Timoti 5:6-8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

6. Asi chirikadzi inoraramira kuzvifadza yakafa ichiri mhenyu.

7. Rayirawo vanhu zvinhu izvi, kuitira kuti kurege kuva nomunhu angapomerwa.

8. Kana munhu asingachengeti hama dzake, uye zvikuru sei veimba yake, arasa kutenda, uye akaipa kukunda asingatendi.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Timoti 5