Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Timoti 2:10-15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

10. asi ngavave namabasa akanaka, sezvakafanira vakadzi vanoti vanonamata Mwari.

11. Mukadzi ngaadzidze akanyarara uye nokuzviisa pasi kwose.

12. Handitenderi kuti mukadzi adzidzise kana kuti ave nesimba pamusoro pomurume; anofanira kunyarara.

13. Nokuti Adhamu ndiye akatanga kuumbwa, tevere Evha.

14. Uye Adhamu haasi iye akanyengerwa; mukadzi ndiye akanyengerwa uye akava mutadzi.

15. Asi vakadzi vachaponeswa nokubereka vana kana vachirambira mukutenda, murudo noutsvene, uye nokuzvidzora.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Timoti 2