Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Timoti 1:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nyasha zhinji dzaIshe wedu dzakadururwa pamusoro pangu, pamwe chete nokutenda norudo zviri muna Kristu Jesu.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Timoti 1

Maonero 1 Timoti 1:14 akapoteredza