Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Petro 4:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana munhu achitaura, ngaadaro somunhu anotaura mashoko chaiwo aMwari. Kana munhu achishumira, ngaazviite nesimba raanopiwa naMwari, kuitira kuti muzvinhu zvose Mwari arumbidzwe kubudikidza naJesu Kristu. Iye ngaave nokubwinya nesimba nokusingaperi-peri. Ameni.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Petro 4

Maonero 1 Petro 4:11 akapoteredza