Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Petro 1:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kubudikidza naye munotenda kuna Mwari, akamumutsa kubva kuvakafa uye akamukudza, kuti kutenda kwenyu netariro yenyu zvive muna Mwari.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Petro 1

Maonero 1 Petro 1:21 akapoteredza