Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Petro 1:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvakaratidzwa kwavari kuti vakanga vasingazvishumiri ivo, asi imi, pavakataura nezvezvinhu zvakataurwa kwamuri zvino naavo vakaparidza vhangeri kwamuri noMweya Mutsvene wakatumwa uchibva kudenga. Kunyange vatumwa vanoshuva kuona zvinhu izvozvi.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Petro 1

Maonero 1 Petro 1:12 akapoteredza