Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Johani 5:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana munhu akaona hama yake ichiita chivi chisingaurayisi, anofanira kunyengetera uye Mwari achamupa upenyu. Ndinoreva vaya vane chivi chisingaurayisi. Pane chivi chinourayisa. Handirevi kuti anyengetere pamusoro pacho.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Johani 5

Maonero 1 Johani 5:16 akapoteredza