Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Johani 5:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Munhu mumwe nomumwe anotenda muMwanakomana waMwari anouchapupu uhu mumwoyo make. Munhu mumwe nomumwe asingatendi Mwari, akabva amuita murevi wenhema, nokuti haana kutenda kupupura kwaMwari kwaakaita pamusoro poMwanakomana wake.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Johani 5

Maonero 1 Johani 5:10 akapoteredza