Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Johani 4:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mwari akaratidza rudo rwake pakati pedu sezvizvi: Akatuma Mwanakomana wake mumwe woga munyika kuti tive noupenyu kubudikidza naye.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Johani 4

Maonero 1 Johani 4:9 akapoteredza