Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Johani 4:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Shamwari dzinodikanwa, ngatidananei, nokuti rudo runobva kuna Mwari. Mumwe nomumwe anoda akaberekwa naMwari uye anoziva Mwari.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Johani 4

Maonero 1 Johani 4:7 akapoteredza