Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Johani 4:19-21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

19. Tinomuda nokuti iye akatanga kutida.

20. Kana munhu achiti, “Ndinoda Mwari,” asingadi hama yake, murevi wenhema. Nokuti ani naani asingadi hama yake yaakaona, haagoni kuda Mwari, waasina kumboona.

21. Uye akatipa murayiro uyu: Ani naani anoda Mwari anofanirawo kuda hama yake.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Johani 4