Testamende Yekare

Testamende Itsva

Zefania 3:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Naizvozvo ndimirirei,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “zuva randichasimuka kuti ndigopupura. Ndafunga kuunganidza ndudzi, kuunganidza ushe hwose uye nokudurura hasha dzangu pavari, kutsamwa kukuru kwangu kwose. Nyika yose ichaparadzwa nomoto wegodo rokutsamwa kwangu.

Verenga chitsauko zvakakwana Zefania 3

Maonero Zefania 3:8 akapoteredza