Vakaenda kuminda vakandounganidza mazambiringa uye vakaasvina uye vakaita mutambo. Vakapinda mutemberi yamwari wavo, vakadya nokunwa uye vakatuka Abhimereki.