Akasuka ura namakumbo nemvura uye akapisa gondohwe rose paaritari sechipiriso chinopiswa, chinonhuwira zvinofadza, chipiriso chinoitirwa Jehovha nomoto, sezvakarayirwa Mozisi naJehovha.