Ipapo kutsamwa kwaBharaki kwakapfuta pamusoro paBharamu. Akarova maoko ake pamwe chete akati kwaari,“Ndakakudanira kuzotuka vavengi vangu, asi wavaropafadza katatu kose aka.