Testamende Yekare

Testamende Itsva

Maraki 1:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha Wamasimba Ose anoti, “Mwanakomana anokudza baba vake, uye muranda anokudza tenzi wake. Kana ndiri baba, kukudzwa kwangu kuripiko? Kana ndiri tenzi, kuremekedzwa kwangu kuripiko? Ndimi, iyemi vaprista, munozvidza zita rangu. “Asi munobvunza muchiti, ‘Takazvidza zita renyu seiko?’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana Maraki 1

Maonero Maraki 1:6 akapoteredza