Isaya 57:20-21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS) Asi vakaipa vakafanana negungwa rinozungunuka, risingagoni kuzorora, rina mafungu anorasa marara namatope.