Ruva riya rosvava pakubwinya kworunako rwaro, riri pamusoro pomupata wakaorera, richafanana neonde raibva goho risati rasvika, munhu achingoriona, anoritanha noruoko rwake, obva aridya pakarepo.