40. Aya ndiwo madzishe akabva kuna Esau, namazita avo, maererano nedzimba dzavo namatunhu avo: Timina, Arivha, Jeteti,
41. Dhoribhama, Era, Pinoni,
42. Kenazi, Temani, Mibhiza,
43. Magidhieri naIramu. Aya ndiwo akanga ari madzishe eEdhomu, maererano namagariro avo munyika yavakatora.