Saka Jehovha Mwari akati kunyoka, “Nokuti waita izvi,“Watukwa kupfuura zvipfuwo zvose, kupfuura mhuka dzose dzesango! Uchafamba nedumbu rako uye uchadya guruva mazuva ose oupenyu hwako.